2 Kings 22:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Shafani munyori akaȿika kunamambo, akadzoka neshoko kunamambo, akati: Ʋaranda ʋenyu ʋaɗurura mari yakawanikwa mumba, ʋakaipa mumaʋoko aʋaɓati ʋeɓasa, ʋanotarira imba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Shafani munyori akaenda kuna mambo akandomuzivisa kuti: “Vabati venyu varipa mari iya yakanga iri mutemberi yaJehovha vakaipa kuvashandi navatariri vapatemberi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samunyori mukuru Shafani akaenda kundotaurira mambo achiti, “Varanda venyu vakadurura mari yaiva muTemberi vakaiisa mumaoko avashandi vanoona nezvebasa remba yaTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Shafani munyori akasvika kuna mambo, akadzoka neshoko kuna mambo, akati, “Varanda venyu vadurura mari yakawanikwa mumba, vakaipa mumaoko avabati vebasa, vanotarira imba yaJehovha.”
Shona 2009?
Zvino Shafani munyori akasvika kuna mambo, akadzoka neshoko kuna mambo, akati, "Varanda venyu vadurura mari yakawanikwa mumba, vakaipa mumaoko avabati vebasa, vanotarira imba yaJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Shafani munyori akasvika kuna mambo, akadzoka neshoko kuna mambo, akati, “Varanda venyu vadurura mari yakawanikwa mumba, vakaipa mumaoko avabati vebasa, vanotarira imba yaJehovha.”