2 Kings 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akatuma ʋanhu ʋakaʋuŋganidza ʋakuru ʋose ʋaJuda naʋeJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akaunganidza vakuru vose veJudha neJerusarema pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatuma shoko, vakuru vakuru vose vokwaJudha neveJerusaremu vakaungana kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akatuma vanhu vakaunganidza vakuru vose veJudha naveJerusaremu.
Shona 2009?
Zvino mambo akatuma vanhu vakaunganidza vakuru vose veJudha naveJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akatuma vanhu vakaunganidza vakuru vose veJudha naveJerusaremu.