2 Kings 23:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akashatsa Tofeti raiʋa pamupata waʋana ʋaHinomi, kuti kurege kuʋa nomunhu unopinza mŋanakomana wake kana mŋanasikana wake mumŋoto nokuɗa kwaMoreki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashatisa Tofeti iri muMupata weBheni Hinomi, kuitira kuti pasava nomunhu angapashandisa kubayira mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto kuna Moreki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akan'oresa kwavari Tofeti nzvimbo iri mubani revanakomana vaHinomu kuitira kuti parege kuva nomunhu anozopira mwana wake mukomana kana musikana sechibayiro kuna Moreki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akashatisa Tofeti raiva pamupata wavana vaHinomi, kuti kurege kuva nomunhu unopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto nokuda kwaMoreki.
Shona 2009?
Akashatisa Tofeti raiva pamupata wavana vaHinomi, kuti kurege kuva nomunhu unopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto nokuda kwaMoreki.
Shona SUB 2002 Bible
Akashatisa Tofeti raiva pamupata wavana vaHinomi, kuti kurege kuva nomunhu unopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto nokuda kwaMoreki.