2 Kings 23:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaputsanya ʋo shoŋgwe dzamabge, akaparadza matanda okunamata nawo, ndokuzadza nɀimbo yaɀo namafupa aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josia akaputsa-putsa shongwe dzamatombo vakatema matanda aAshera uye akafukidza nzvimbo dzacho namapfupa avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapwanya-pwanya zvifananidzo, zvacho zvokunamata akatemera pasi zvifananidzo zviAshera akazadza panzvimbo pazvo nemapfupa avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaputsanyawo shongwe dzamabwe, akaparadza matanda okunamata nawo, ndokuzadza nzvimbo yazvo namapfupa avanhu.
Shona 2009?
Akaputsanyawo shongwe dzamabwe, akaparadza matanda okunamata nawo, ndokuzadza nzvimbo yazvo namapfupa avanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Akaputsanyawo shongwe dzamabwe, akaparadza matanda okunamata nawo, ndokuzadza nzvimbo yazvo namapfupa avanhu.