2 Kings 23:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ŋgaazorore hake; ŋgakurege kuʋa nomunhu unobvisa mafupa ake. Naiɀoɀo ʋakarega mafupa ake pamŋe cete namafupa omuprofita wakaŋga abva Samaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Regai azorore. Ngakurege kuva nomunhu anokanganisa mapfupa ake.” Naizvozvo vakarega mapfupa ake pamwe nemuprofita akanga abva kuSamaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Regai akadaro. Hapana anofanira kubata-bata mapfupa ake.” Saizvozvo mapfupa ake vakangoregawo akangodaro pamwechete namapfupa omuporofita aibva kuSamaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ngaazorore hake; ngakurege kuva nomunhu unobvisa mapfupa ake.” Naizvozvo vakarega mapfupa ake pamwechete namapfupa omuporofita wakanga abva Samaria.
Shona 2009?
Akati, "Ngaazorore hake; ngakurege kuva nomunhu unobvisa mapfupa ake." Naizvozvo vakarega mapfupa ake pamwechete namapfupa omuporofita wakanga abva Samaria.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ngaazorore hake; ngakurege kuva nomunhu unobvisa mapfupa ake.” Naizvozvo vakarega mapfupa ake pamwechete namapfupa omuporofita wakanga abva Samaria.