2 Kings 23:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akaraira ʋanhu ʋose, akati: Itirai Jehova Mŋari wenyu paseka, seɀakanyorwa mubuku iyi yesuŋgano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akarayira vanhu vose akati, “Itirai Jehovha Mwari wenyu Pasika sezvazvakanyorwa muBhuku iri reSungano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akaudza vanhu vose zvavo kuti, “Chengetai Pasika yaTenzi Mwari wenyu sokunyorwa kwazvakaitwa muBhuku rino reChitenderano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akaraira vanhu vose, akati, “Itirai Jehovha Mwari wenyu Pasika, sezvakanyorwa mubhuku iyi yesungano.”
Shona 2009?
Zvino mambo akaraira vanhu vose, akati, "Itirai Jehovha Mwari wenyu Pasika, sezvakanyorwa mubhuku iyi yesungano."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akaraira vanhu vose, akati, “Itirai Jehovha Mwari wenyu Pasika, sezvakanyorwa muBhuku iri resungano.”