2 Kings 23:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro Jehova haana‐kushandura kutsamŋa kwake kukuru, kwakamutsa hasha dzake kunaJuda, nokuɗa kwokutsamŋisa kwose kwaakatsamŋiswa nako naManase.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kushanduka pakupisa kwehasha dzake dzinotyisa, dzaipisira Judha nokuda kwezvose zvakaitwa naManase achimutsamwisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvakadaro zvazvo, Tenzi haana kupora hasha dzake dzinotyisa dzaakanga aviruka nadzo, dzaakanga avirukira nadzo vokwaJudha pamusana pokushatiriswa kwose kwaakaitwa naManase.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro Jehovha haana kushandura kutsamwa kwake kukuru, kwakamutsa hasha dzake kuna Judha, nokuda kwokutsamwisa kwose kwaakatsamwiswa nako naManase.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro Jehovha haana kushandura kutsamwa kwake kukuru, kwakamutsa hasha dzake kuna Judha, nokuda kokutsamwisa kose kwaakatsamwiswa nako naManase.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro Jehovha haana kushandura kutsamwa kwake kukuru, kwakamutsa hasha dzake kuna Judha, nokuda kwokutsamwisa kwose kwaakatsamwiswa nako naManase.