2 Kings 23:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakaipa pamberi paJehova seɀakaita madziɓaɓa ake paɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakanga zvaitwa namadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi achitevedzera zvose zvakaitwa namadzibaba ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha sezvakaita madzibaba ake pazvose.
Shona 2009?
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha sezvakaita madzibaba ake pazvose.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha sezvakaita madzibaba ake pazvose.