2 Kings 23:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehoyakimi akapa Farao sirveri nendarama, asi wakateresa nyika kuti agone kuripa mari seɀaakarairwa naFarao; akaripisa ʋanhu ʋenyika sirveri nendarama, mumŋe nomumŋe seɀaakamutarira, kuti aipe Farao‐neko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoyakimi akapa Faro Neko sirivha negoridhe sezvaakanga areva. Kuti aite izvozvo, akaripisa vanhu vomunyika imomo mutero achitora sirivha negoridhe kubva kuvanhu venyika maererano nezvavakanga vatarirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoyakimu akapa Farao sirivha nendarama. Asi akatenge ateresa nyika kuti awane mari yokutera sezvakanga zvanzi naFarao zviitwe. Aibvisisa vanhu venyika mutero wesirivha nendarama munhu wose achibvisiswa paainge atemerwa kuti ape kuna Farao Neko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoyakimu akapa Farao sirivha nendarama, asi wakateresa nyika kuti agone kuripa mari sezvaakarairwa naFarao; akaripisa vanhu venyika sirivha nendarama, mumwe nomumwe sezvaakamutarira, kuti aipe Farao-neko.
Shona 2009?
Jehoyakimu akapa Farao sirivha nendarama, asi wakateresa nyika kuti agone kuripa mari sezvaakarairwa naFarao; akaripisa vanhu venyika sirivha nendarama, mumwe nomumwe sezvaakamutarira, kuti aipe Farao-neko.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoyakimu akapa Farao sirivha nendarama, asi wakateresa nyika kuti agone kuripa mari sezvaakarairwa naFarao; akaripisa vanhu venyika sirivha nendarama, mumwe nomumwe sezvaakamutarira, kuti aipe Farao–neko.