2 Kings 23:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuɗisa ʋo Ashera mumba maJehova, akaiisa kunze kweJerusarema kurukoʋa rwaKidroni, akaipisa parukoʋa rwaKidroni, akaikuya ikaita maɗota, akakanda maɗota ayo pamsoro pamarinda aʋarombo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvisa danda raAshera mutemberi yaJehovha akariisa kuMupata weKidhironi kunze kweJerusarema akaripisirako. Akarikuya rikava madota, akaparadzira madota acho pamusoro pamarinda avanhuwo zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaburitsa chifananidzo chokumiririra Ashera mumba yaTenzi akaenda nacho kunze kweJerusaremu kukakova keKidhironi akachipisira mukakova ikako keKidhironi. Akachikuya-kuya kuita dota akandomwaya dota racho pamakuva avanhuwo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabudisawo Ashera mumba maJehovha, akaiisa kunze kweJerusaremu kurukova rwaKidhironi, akaipisa parukova rwaKidhironi, akaikuya ikaita madota, akakanda madota ayo pamusoro pamarinda avarombo.
Shona 2009?
Akabudisawo Ashera mumba maJehovha, akaiisa kunze kweJerusaremu kurukova rwaKidhironi, akaipisa parukova rwaKidhironi, akaikuya ikaita madota, akakanda madota ayo pamusoro pamarinda avarombo.
Shona SUB 2002 Bible
Akabudisawo Ashera mumba maJehovha, akaiisa kunze kweJerusaremu kurukova rwaKidhironi, akaipisa parukova rwaKidhironi, akaikuya ikaita madota, akakanda madota ayo pamusoro pamarinda avarombo.