2 Kings 24:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pamazuʋa ake Nebukadnezari mambo weBabironi akaȿika, Jehoyakimi akaitwa muranda wake makore matatu; ipapo akamuramba akamumukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva okutonga kwaJehoyakimi Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akakunda nyika, Jehoyakimi akava muranda wake kwamakore matatu. Asi akazoshandura pfungwa dzake akamukira Nebhukadhinezari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yaJehoyakimu Nebhukadhineza mambo weBhabhironi akauya, ndokubva Jehoyakimu ava muranda wake kwamakore matatu. Asi akazodzoka omupandukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pamazuva ake Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akasvika, Jehoyakimu akaitwa muranda wake makore matatu; ipapo akamuramba akamumukira.
Shona 2009?
Zvino pamazuva ake Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akasvika, Jehoyakimu akaitwa muranda wake makore matatu; ipapo akamuramba akamumukira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pamazuva ake Nebhukadhineza mambo weBhabhironi akasvika, Jehoyakimu akaitwa muranda wake makore matatu; ipapo akamuramba akamumukira.