2 Kings 24:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nebukadnezari mambo weBabironi, akaȿika paguta, ʋaranda ʋake ʋakarikomba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Nebhukadhinezari pachake akasvika kuguta, varanda vake pavakanga vakarikomba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akavinga guta irori, machinda ake akarikomba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, akasvika paguta, varanda vake vakarikomba.
Shona 2009?
Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, akasvika paguta, varanda vake vakarikomba.
Shona SUB 2002 Bible
Nebhukadhineza mambo weBhabhironi, akasvika paguta, varanda vake vakarikomba.