2 Kings 24:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye nokuɗa kweropa risinemhoȿa raakateʋura; nokuti wakazadza Jerusarema neropa risinemhoȿa; Jehova akaramba kuʋakaŋganwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvinosanganisira kuteura ropa risina mhosva. Nokuti akanga azadza Jerusarema neropa risina mhosva, uye Jehovha akanga asingadi kumukanganwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye napamusana peropa risina mhosva raakadeura nokuti akanga azadza Jerusaremu neropa risina mhosva. Zvino Tenzi akaramba kuregerera izvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye nokuda kweropa risine mhosva raakateura; nokuti wakazadza Jerusaremu neropa risine mhosva; Jehovha akaramba kuvakanganwira.
Shona 2009?
uye nokuda kweropa risine mhosva raakateura; nokuti wakazadza Jerusaremu neropa risine mhosva; Jehovha akaramba kuvakangamwira.
Shona SUB 2002 Bible
uye nokuda kweropa risine mhosva raakateura; nokuti wakazadza Jerusaremu neropa risine mhosva; Jehovha akaramba kuvakanganwira.