2 Kings 24:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo weEgipita haana‐kuzoɓuɗa ɀe munyika yake, nokuti mambo weBabironi wakaŋga akunda ɀose ɀaiʋa ɀamambo weEgipita, kubva parukoʋa rweEgipita kuȿikira parwizi Yufratesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIjipiti haana kuzobudazve kubva munyika yake nokuti mambo weBhabhironi akanga atora nyika yake yose, kubva kuRwizi rweIjipiti kusvikira kuRwizi Yufuratesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weIjipiti haana kuzobudazve munyika make nokuti mambo weBhabhironi akanga zvino atorera mambo weIjipiti zvose zvaaiva nazvo kubvira kukakova keIjipiti kusvikira kurwizi rwaYufuratesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo weIjipiti haana kuzobudazve munyika yake, nokuti mambo weBhabhironi wakanga akunda zvose zvaiva zvamambo weIjipiti, kubva parukova rweIjipiti kusvikira parwizi Yufuratesi.
Shona 2009?
Mambo weIjipiti haana kuzobudazve munyika yake, nokuti mambo weBhabhironi wakanga akunda zvose zvaiva zvamambo weIjipiti, kubva parukova rweIjipiti kusvikira parwizi Yufuratesi.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo weIjipiti haana kuzobudazve munyika yake, nokuti mambo weBhabhironi wakanga akunda zvose zvaiva zvamambo weIjipiti, kubva parukova rweIjipiti kusvikira parwizi Yufuretesi.