2 Kings 25:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nembiru mbiri, nedziʋa rimŋe, neɀiŋgoro, ɀakaŋga ɀaitirwa imba yaJehova naSoromoni; kurema kwendarira yenhumbi idzi dzose kwakaŋga kusiŋgagoni kuyerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndarira yakabva pambiru mbiri, Gungwa nengoro, zvakanga zvagadzirirwa temberi yaJehovha naSoromoni, zvakanga zvakawanda zvokuti zvaisagona kuyerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zviri zvemisimboti iye miviri nengoro dziya zvakanga zvagadzirirwa imba yaTenzi, ndarira yacho hakuzi kurema ikoko kwayaiita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nembiru mbiri, nedziva rimwe, nezvingori, zvakanga zvaitirwa imba yaJehovha naSoromoni; kurema kwendarira yenhumbi idzi dzose kwakanga kusingagoni kuyerwa.
Shona 2009?
Nembiru mbiri, nedziva rimwe, nezvindori, zvakanga zvaitirwa imba yaJehovha naSoromoni; kurema kwendarira yenhumbi idzi dzose kwakanga kusingagoni kuyerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nembiru mbiri, nedziva rimwe, nezvingori, zvakanga zvaitirwa imba yaJehovha naSoromoni; kurema kwendarira yenhumbi idzi dzose kwakanga kusingagoni kuyerwa.