2 Kings 25:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋari ʋanhu ʋakasiyiwa panyika yaJuda, ʋakasiyiwa naNebukadnezari mambo weBabironi, wakaita Gedaria mŋanakomana waAhikami, mŋanakomana waShafani, muɓati waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akagadza Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, kuti atonge vanhu vaakanga asiya muJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vokwaJudha vakasara vasiyiwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi, Nebhuzaradhani akasarudza Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani kuva mutongi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vari vanhu vakasiyiwa panyika yaJudha, vakasiyiwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, wakaita Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, mubati wavo.
Shona 2009?
Kana vari vanhu vakasiyiwa panyika yaJudha, vakasiyiwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, wakaita Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, mubati wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vari vanhu vakasiyiwa panyika yaJudha, vakasiyiwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi, wakaita Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, mubati wavo.