2 Kings 25:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gedaria akapika kwaʋari, iʋo naʋanhu ʋaʋo, akati kwaʋari: Regai kutya nokuɗa kwaʋaranda ʋaʋaKardea; garai panyika, mushumire mambo weBabironi, mugofara henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gedharia akaita mhiko kuti avasimbise, ivo navanhu vavo. Akati kwavari, “Musatya vabati vomuBhabhironi. Garai munyika mushandire mambo weBhabhironi zvigokunakirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gedhariya akatsidzira ivo navarwi vavo kuti, “Musatye zvenyu vakuru vakuru vechiKaridhea ava. Chenyu imi kugara munyika muno muchishandira zvenyu mambo weBhabhironi zvichakunakirai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gedharia akapika kwavari, ivo navanhu vavo, akati kwavari, “Regai kutya nokuda kwavaranda vavaKaradhea; garai panyika, mushumire mambo weBhabhironi, mugofara henyu.”
Shona 2009?
Gedharia akapika kwavari, ivo navanhu vavo, akati kwavari, "Regai kutya nokuda kwavaranda vavaKaradhea; garai panyika, mushumire mambo weBhabhironi, mugofara henyu."
Shona SUB 2002 Bible
Gedharia akapika kwavari, ivo navanhu vavo, akati kwavari, “Regai kutya nokuda kwavaranda vavaKaradhia; garai panyika, mushumire mambo weBhabhironi, mugofara henyu.”