2 Kings 25:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, naʋakuru ʋehondo ʋakasimuka ʋakaenda Egipita, nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋaKardea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvadai, vanhu vose kubva kuvadiki kusvika kuvakuru navakuru vehondo pamwe chete vakatizira kuIjipiti, vachitya vaBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vanhu vose vakuru navadiki navakuru vakuru vezvikwata zvehondo vakasimuka vakaenda kuIjipiti nokuti vaitya vaKaridhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vose, vaduku navakuru, navakuru vehondo vakasimuka vakaenda Ijipiti, nokuti vakanga vachitya vaKaradhea.
Shona 2009?
Ipapo vanhu vose, vaduku navakuru, navakuru vehondo vakasimuka vakaenda Ijipiti, nokuti vakanga vachitya vaKaradhea.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vose, vaduku navakuru, navakuru vehondo vakasimuka vakaenda Ijipiti, nokuti vakanga vachitya vaKaradhia.