2 Kings 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore repfumbamŋe romŋedzi wecinna nzara ikanyanya kwaɀo paguta, ʋanhu ʋenyika iyo ʋakashaiwa ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva repfumbamwe romwedzi wechina nzara yakanyanya muguta zvokuti makanga musisina zvokudya zvavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechipfumbamwe romwedzi wechina wacho nzara yakabaya zvinorwadza muguta zvokuti vanhu vomunyika imomo vakanga vasisina chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore repfumbamwe romwedzi wechina nzara ikanyanya kwazvo paguta, vanhu venyika iyo vakashaiwa zvokudya.
Shona 2009?
Zvino negore repfumbamwe romwedzi wechina nzara ikanyanya kwazvo paguta, vanhu venyika iyo vakashaiwa zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore repfumbamwe romwedzi wechina nzara ikanyanya kwazvo paguta, vanhu venyika iyo vakashaiwa zvokudya.