2 Kings 25:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hondo yaʋaKardea yakateʋera mambo, ʋakamuɓata pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi hondo yavaBhabhironi yakadzinganisa mambo ikamubatira mumapani eJeriko. Varwi vake vose vakaparadzaniswa naye uye vakapararira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hondo yevaKaridhea yakaronda mambo ikamubatira kumapani okuJeriko. Hondo yake yose yakapararira ichimusiya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hondo yavaKaradhea yakatevera mambo, vakamubata pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona 2009?
Asi hondo yavaKaradhea yakatevera mambo, vakamubata pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi hondo yavaKaradhia yakatevera mambo, vakamubata pamapani eJeriko, hondo yake yose ikapararira ikabva kwaari.