2 Kings 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehorami mŋanakomana waAhabi wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri paSamaria negore regumi namasere raJehoshafati mambo waJuda, akaɓata ʋushe makore anegumi namaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joramu, mwanakomana waAhabhu akava mambo weIsraeri muSamaria mugore regumi namasere raJehoshafati mambo weJudha, uye akatonga kwamakore gumi namaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechisere rokutonga kwaJehoshafati mambo wokwaJudha Jehoramu mwanakomana waAhabhu akava mambo kuSamaria. Akatonga kwamakore gumi namaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoramu mwanakomana waAhabhi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria negore regumi namasere raJehoshafati mambo waJudha, akabata ushe makore ane gumi namaviri.
Shona 2009?
Zvino Jehoramu mwanakomana waAhabhi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria negore regumi namasere raJehoshafati mambo waJudha, akabata ushe makore ane gumi namaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoramu mwanakomana waAhabhi wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paSamaria negore regumi namasere raJehoshafati mambo waJudha, akabata ushe makore ane gumi namaviri.