2 Kings 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo waIsraeri akati: Haiwa! Jehova wakaɗana madzimambo awa matatu, kuti aʋaise mumaʋoko aʋaMoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weIsraeri akati, “Haiwa! Heya Jehovha atidaidza isu madzimambo matatu pamwe chete kungozotipa hake kuvaMoabhu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo wokwaIsiraeri ndokuti, “O babawe kani! Tenzi aunganidza madzimambo matatu aya kuzoaisa mumaoko eMoabhu nhai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo waIsiraeri akati, “Haiwa! Jehovha wakadana madzimambo awa matatu, kuti avaise mumaoko avaMoabhu.”
Shona 2009?
Ipapo mambo waIsiraeri akati, "Haiwa! Jehovha wakadana madzimambo awa matatu, kuti avaise mumaoko avaMoabhu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo waIsiraeri akati, “Haiwa! Jehovha wakadana madzimambo awa matatu, kuti avaise mumaoko avaMoabhu.”