2 Kings 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehoshafati akati: Shoko raJehova riri kwaari. Ɀino mambo waIsraeri, naJehoshafati, namambo waEdomi ʋakaenda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoshafati akati, “Shoko raJehovha riri paari.” Saka mambo weIsraeri naJehoshafati namambo weEdhomu vakaburuka vakaenda kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoshafati ndokubva ati, “Iyeyo ndiye munhu wacho ane dama raTenzi.” Saizvozvo mambo wokwaIsiraeri naJehoshafati namambo weEdhomu vakadzika ikoko kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoshafati akati, “Shoko raJehovha riri kwaari.” Zvino mambo weIsiraeri, naJehoshafati, namambo waEdhomu vakaenda kwaari.
Shona 2009?
Jehoshafati akati, "Shoko raJehovha riri kwaari." Zvino mambo waIsiraeri, naJehoshafati, namambo waEdhomu vakaenda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoshafati akati, “Shoko raJehovha riri kwaari.” Zvino mambo weIsiraeri, naJehoshafati, namambo waEdhomu vakaenda kwaari.