2 Kings 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha akati: NaJehova wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, ɀirokwaɀo ɗai ndisaiʋa nehanya naJehoshafati mambo waJuda uri pano, handizaitarira kwamuri, kana kukuʋonai imi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akati, “Zvirokwazvo naJehovha Wamasimba Ose mupenyu, wandinoshumira, dai ndanga ndisingaremekedzi Jehoshafati mambo weJudha vari pano, handaimbokutarisai kana kukuonai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akati, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu ane gurusvusvu rehondo wandinonamata kuti dai, kusiri kuti ndatonyara zvangu mambo wokwaJudha uyu Jehoshafati, ndingadai ndatorega zvangu kukucheuka kana kukutarisa zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha akati, “NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, zvirokwazvo dai ndisaiva nehanya naJehoshafati mambo waJudha ari pano, handizaitarira kwamuri, kana kukuonai imi.
Shona 2009?
Erisha akati, "NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, zvirokwazvo dai ndisaiva nehanya naJehoshafati mambo waJudha ari pano, handizaitarira kwamuri, kana kukuonai imi.
Shona SUB 2002 Bible
Erisha akati, “NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, zvirokwazvo dai ndisaiva nehanya naJehoshafati mambo waJudha ari pano, handizaitarira kwamuri, kana kukuonai imi.