2 Kings 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakaipa pamberi paJehova, asi haana‐kuita saɓaɓa ʋake kana samai ʋake; nokuti wakabvisa shoŋgwe yaBaari yakaŋga yaitwa naɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita sezvakaita baba vake namai vake. Akabvisa dombo rinoera raBhaari rakanga raitwa nababa vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi, chete hazvina kunge zvakaipa sezvababa naamai vake nokuti akabvisa dombo raimiririra Bhaari rakanga rakavezwa nababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita sababa vake kana samai vake; nokuti wakabvisa shongwe yaBhaari yakanga yaitwa nababa vake.
Shona 2009?
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita sababa vake kana samai vake; nokuti wakabvisa shongwe yaBhaari yakanga yaitwa nababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita sababa vake kana samai vake; nokuti wakabvisa shongwe yaBhaari yakanga yaitwa nababa vake.