2 Kings 3:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana, neŋguʋa yokuɓayira cipo, mvura ikaʋonekwa icibva nenzira yaEdomi, nyika ikazadzwa nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chifumi chamangwana, nenguva dzinenge dzokupa chibayiro, tarirai, mvura yakayerera ichibva kwakadziva kuEdhomu! Uye nyika yakazara nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana acho mangwanani, panguva yokupira chibayiro, heino mvura ikati youya ichiyerera nokuEdhomu kusvikira nyika yose iyoyo yachiti fasha nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana, nenguva yokubayira chipo, mvura ikaonekwa ichibva nenzira yaEdhomu, nyika ikazadzwa nemvura.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana, nenguva yokubayira chipo, mvura ikaonekwa ichibva nenzira yaEdhomu, nyika ikazadzwa nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana, nenguva yokubayira chipo, mvura ikaonekwa ichibva nenzira yaEdhomu, nyika ikazadzwa nemvura.