2 Kings 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: Iropa; ɀirokwaɀo madzimambo aparadzwa, ʋaʋurayana; naiɀoɀo ɀino, ʋaMoabi, endai mundopamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Iropa iro! Madzimambo ayo anenge arwa akaurayana. Zvino imi vaMoabhu endai munopamba!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakati, “Inga iropa iro. Madzimambo aye arwisana chete akaurayana. Saka zvino vaMoabhu we-e, handei kundopamba zvinhu!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “Iropa; zvirokwazvo madzimambo aparadzwa, vaurayana; naizvozvo zvino, vaMoabhu, endai mundopamba.”
Shona 2009?
Vakati, "Iropa; zvirokwazvo madzimambo aparadzwa, vaurayana; naizvozvo zvino, vaMoabhu, endai mundopamba."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “Iropa; zvirokwazvo madzimambo aparadzwa, vaurayana; naizvozvo zvino, vaMoabhu, endai mundopamba.”