2 Kings 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciȿika pamisasa yaʋaIsraeri, ʋaIsraeri ʋakasimuka, ʋakaparadza ʋaMoabi, ʋakatiza pamberi paʋo; ʋakapinda munyika yaʋo ʋaciparadza ʋaMoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaMoabhu vakati vasvika kumusasa weIsraeri, vaIsraeri vakavarwisa kusvikira vatiza. Ipapo vaIsraeri vakapinda munyika vakauraya vaMoabhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakasvika kumatendhe eIsiraeri, vaIsiraeri vakamuka vakarwisa vaMoabhu kusvikira vavatiza. Vakabva vati navo navo vachirakatisa kuuraya vaMoabhu mukudzingirirana navo ikoku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachisvika pamisasa yavaIsiraeri, vaIsiraeri vakasimuka, vakaparadza vaMoabhu, vakatiza pamberi pavo; vakapinda munyika yavo vachiparadza vaMoabhu.
Shona 2009?
Zvino vakati vachisvika pamisasa yavaIsiraeri, vaIsiraeri vakasimuka, vakaparadza vaMoabhu, vakatiza pamberi pavo; vakapinda munyika yavo vachiparadza vaMoabhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachisvika pamisasa yaVaIsiraeri, VaIsiraeri vakasimuka, vakaparadza vaMoabhu, vakatiza pamberi pavo; vakapinda munyika yavo vachiparadza vaMoabhu.