2 Kings 3:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo waMoabi wakati aciʋona kuti wakundwa pakurwa, akatora ʋarume ʋanamazana manomŋe ʋaigona kurwa nomunondo, akaidza kupasanura kunamambo waEdomi; asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo weMoabhu akati aona kuti akundwa, akatora varume mazana manomwe vaiva neminondo kuti varwise vaende kuna Mambo weEdhomu, asi vakakonewa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona mambo weMoabhu kuti hondo yamuipira akatorana namazana manomwe avarwi vemapakatwa woda kupukunyuka nepana mambo weEdhomu asi havana kuzvigona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo waMoabhu wakati achiona kuti wakundwa pakurwa, akatora varume vana mazana manomwe vaigona kurwa nomunondo, akaidza kupasanura kuna mambo waEdhomu; asi vakanga vasingagoni.
Shona 2009?
Zvino mambo waMoabhu wakati achiona kuti wakundwa pakurwa, akatora varume vana mazana manomwe vaigona kurwa nomunondo, akaidza kupasanura kuna mambo waEdhomu; asi vakanga vasingagoni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo waMoabhu wakati achiona kuti wakundwa pakurwa, akatora varume vana mazana manomwe vaigona kurwa nomunondo, akaidza kupasanura kuna mambo waEdhomu; asi vakanga vasingagoni.