2 Kings 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mesha mambo waMoabi wakaŋga ari mŋene wamakwai, waipa mambo waIsraeri makushe amakwaiana aneɀuru ɀinezana, naamakondobge aneɀuru ɀinezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mesha mambo weMoabhu aipfuwa makwai, uye aifanira kupa mambo weIsraeri makwayana anokwana zviuru zana namakushe amakondohwe anokwana zviuru zana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Mesha mambo weMoabhu aipfuya hwai. Zvino aifanira kuendesa kuna mambo wokwaIsiraeri zviuru zvinokwana zana zvehwayana newuru yaiveurwa pahondohwe zviuru zana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mesha mambo waMoabhu wakanga ari mwene wamakwai, waipa mambo waIsiraeri makushe amakwayana ane zviuru zvine zana, naamakondohwe ane zviuru zvine zana.
Shona 2009?
Zvino Mesha mambo waMoabhu wakanga ari mwene wamakwai, waipa mambo waIsiraeri makushe amakwayana ane zviuru zvine zana, naamakondobwe ane zviuru zvine zana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mesha mambo waMoabhu wakanga ari mwene wamakwai, waipa mambo waIsiraeri makushe amakwayana ane zviuru zvine zana, naamakondohwe ane zviuru zvine zana.