2 Kings 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Ahabi wakati afa, mambo waMoabi akamukira mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mushure mokufa kwaAhabhu, mambo weMoabhu akamukira mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mambo weMoabhu pakangofa Ahabhu, akabva apandukira mambo wekwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Ahabhi wakati afa, mambo waMoabhu akamukira mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Asi Ahabhi wakati afa, mambo waMoabhu akamukira mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Ahabhi wakati afa, mambo waMoabhu akamukira mambo waIsiraeri.