2 Kings 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgatiʋake kamuri ɗuku pamsoro poruȿiŋgo, timuisire’mo mubeda, netafura, necigaro, necigadziko comŋenje; ɀino kana aciŋge aciʋuya kwatiri, agotsaukira’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngativakei kamuri padenga tigomuisira mubhedha netafura, nechigaro uye nerambi imomo. Ipapo achakwanisa kugaramo paanenge angotishanyira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngatigadzirei kamba kaduku kane chengowo chako padenga remba apa tigomuisiramo mubhedha neteburu nechigaro nerambi kuitira kuti pose paanenge atishanyira awanewo pokugara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngativake kamuri duku pamusoro porusvingo, timuisiremo mubhedha, netafura, nechigaro, nechigadziko chomwenje; zvino kana achinge achiuya kwatiri, agotsaukiramo.”
Shona 2009?
Ngativake kamuri duku pamusoro porusvingo, timuisiremo mubhedha, netafura, nechigaro, nechigadziko chomwenje; zvino kana achinge achiuya kwatiri, agotsaukiramo."
Shona SUB 2002 Bible
Ngativake kamuri duku pamusoro porusvingo, timuisiremo mubhedha, netafura, nechigaro, nechigadziko chomwenje; zvino kana achinge achiuya kwatiri, agotsaukiramo.”