2 Kings 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaGehazi muranda wake: Ƌana mukadzi uyu muShunemi. Wakati amuɗana, iye akamira pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kumuranda wake Gehazi, “Dana mukadzi muShunemi.” Naizvozvo akamudana, uye akamira pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kumushandi wake ainzi Gehazi, “Daidza muShunemu uyu.” Paakamudaidza mudzimai uyu akasvikomira pana Erisha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna Gehazi muranda wake, “Dana mukadzi uyu muShunemi.” Wakati amudana, iye akamira pamberi pake.
Shona 2009?
Akati kuna Gehazi muranda wake, "Dana mukadzi uyu muShunemi." Wakati amudana, iye akamira pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna Gehazi muranda wake, “Dana mukadzi uyu muShunemi.” Wakati amudana, iye akamira pamberi pake.