2 Kings 4:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ɀino tiŋgamuitireiko? Gehazi akapindura, akati: Ɀirokwaɀo haanomŋanakomana, nomurume wake wakwegura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akabvunza akati, “Angaitirwe chiiko?” Gehazi akati, “Zvirokwazvo, haana mwanakomana uye murume wake akwegura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akati, “Zvino chii chaicho chaangaitirwe?” Gehazi akabva ati, “Chiripo apa ndechichi chokuti, mai ava havana mwana mukomana uye murume wavo akwegura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Zvino tingamuitireiko?” Gehazi akapindura, akati, “Zvirokwazvo haana mwanakomana, nomurume wake wakwegura.”
Shona 2009?
Akati, "Zvino tingamuitireiko?" Gehazi akapindura, akati, "Zvirokwazvo haana mwanakomana, nomurume wake wakwegura."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Zvino tingamuitireiko?” Gehazi akapindura, akati, “Zvirokwazvo haana mwanakomana, nomurume wake wakwegura.”