2 Kings 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Muɗane. Wakati amuɗana, iye akamira pamukoʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Erisha akati, “Mudane.” Naizvozvo akamudana, mukadzi akamira pamukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Vadaidze.” Paakadaidza mai ava, vakasvikomira pamusuo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Mudane.” Wakati amudana, iye akamira pamukova.
Shona 2009?
Iye akati, "Mudane." Wakati amudana, iye akamira pamukova.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Mudane.” Wakati amudana, iye akamira pamukova.