2 Kings 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Neŋguʋa ino kana gore rapera, ucafuŋgatira mŋana. Iye akati: Kwete, ishe waŋgu, munhu waMŋari, regai kureʋa nhema kumurandakadzi wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akati, “Nenguva inenge ino gore rinouya, uchafungatira mwanakomana mumaoko ako.” Iye akati, “Kwete, ishe wangu. Haiwa munhu waMwari, musarevera nhema murandakadzi wenyu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha ndokuti kwavari, “Pamwaka iwo uno uyu, gore rinouya muchava nomwana mukomana pamaoko.” Ivo vakati, “Aiwaka changamire! Nhaimi munhu waMwari, dai marega zvenyu kunditaurira nhema dzakadai ini muranda wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Nenguva ino kana gore rapera, uchafungatira mwana.” Iye akati, “Kwete, ishe wangu, munhu waMwari, regai kureva nhema kumurandakadzi wenyu.”
Shona 2009?
Akati, "Nenguva ino kana gore rapera, uchafungatira mwana." Iye akati, "Kwete, ishe wangu, munhu waMwari, regai kureva nhema kumurandakadzi wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Nenguva ino kana gore rapera, uchafungatira mwana.” Iye akati, “Kwete, ishe wangu, munhu waMwari, regai kureva nhema kumurandakadzi wenyu.”