2 Kings 4:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋana wakati akura, akaenda mumŋe musi kunaɓaɓa ʋake kuʋakohwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwana akati akura, nerimwe zuva akaenda kuna baba vake, kwavaiva navakohwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana uyu akati akura, rimwe zuva akaenda kunze kuna baba vake vaiva navakohwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwana wakati akura, akaenda mumwe musi kuna baba vake kuvakohwi.
Shona 2009?
Zvino mwana wakati akura, akaenda mumwe musi kuna baba vake kuvakohwi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwana wakati akura, akaenda mumwe musi kuna baba vake kuvakohwi.