2 Kings 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaɓaɓa ʋake: Musoro waŋgu, musoro waŋgu! Iʋo ʋakati kumuranda: Muɓereke uende naye kunamai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna baba vake, “Musoro wangu! Musoro wangu!” Baba vake vakataurira muranda vakati, “Mutakurei muende naye kuna mai vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoti kuna baba vake, “Yuwi, musoro wangu, musoro wangu!” Baba vakati kumuranda wavo, “Mutakure uende naye kuna amai vake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna baba vake, “Musoro wangu, musoro wangu!” Ivo vakati kumuranda, “Mubereke uende naye kuna mai vake.”
Shona 2009?
Akati kuna baba vake, "Musoro wangu, musoro wangu!" Ivo vakati kumuranda, "Mubereke uende naye kuna mai vake."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna baba vake, “Musoro wangu, musoro wangu!” Ivo vakati kumuranda, “Mubereke uende naye kuna mai vake.”