2 Kings 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akamutora, akamuisa kunamai ʋake, akagara pamabvi aʋo kuȿikira masikati makuru, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge muranda amusimudza, akaenda naye kuna mai vake, mukomana akagara pamakumbo amai vake kusvikira masikati, ndokubva afa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti murume uyu amutakura, aenda naye kuna amai vake, mwana akagara pamakumbo pavo vakamuti mumaoko mbunde kudzamara masikati zuva rorova nhongonya ndokubva mwana afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akamutora, akamuisa kuna mai vake, akagara pamabvi avo kusvikira masikati makuru, akafa.
Shona 2009?
Iye akamutora, akamuisa kuna mai vake, akagara pamabvi avo kusvikira masikati makuru, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akamutora, akamuisa kuna mai vake, akagara pamabvi avo kusvikira masikati makuru, akafa.