2 Kings 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakakwira, ʋakandomuradzika pamubeda womunhu waMŋari, ʋakamupfigira’mo, ʋakaɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakwira pamusoro naye vakandomuradzika pamubhedha womunhu waMwari, ndokupfiga mukova ndokubuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mai ava vakakwira padenga vakandomuradzika pamubhedha uya womunhu waMwari. Vakamupfigiramo vakabuda panze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakakwira, vakandomuradzika pamubhedha womunhu waMwari, vakamupfigiramo, vakabuda.
Shona 2009?
Ivo vakakwira, vakandomuradzika pamubhedha womunhu waMwari, vakamupfigiramo, vakabuda.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakakwira, vakandomuradzika pamubhedha womunhu waMwari, vakamupfigiramo, vakabuda.