2 Kings 4:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Unoɗa kuendireiko kwaari nhasi? Hakuzi kugara kwomŋedzi, kana Saɓata. Iye akati: Haɀinemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akamubvunza akati, “Uri kuendereiko kwaari nhasi? Hakusi Kugara kwoMwedzi kana Sabata.” Akapindura akati, “Hazvina mhosva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Zvaita sei kuendako nhasi uno? Inga wani harizi Zuva Guru roKugara Kwemwedzi kana reSabata zvaro!” Ivo vakati, “Kutsvene zvako!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Unoda kuendereiko kwaari nhasi? Hakuzi kugara kwomwedzi, kana Sabata.” Iye akati, “Hazvine mhosva.”
Shona 2009?
Iye akati, "Unoda kuendereiko kwaari nhasi? Hakuzi kugara komwedzi, kana Sabata." Iye akati, "Hazvine mhosva."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Unoda kuendereiko kwaari nhasi? Hakuzi kugara kwomwedzi, kana Sabata.” Iye akati, “Hazvine mhosva.”