2 Kings 4:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akaenda, akaȿika kumunhu waMŋari pagomo reKarmeri. Munhu waMŋari wakati acimuʋona aciri kure, akati kunaGehazi muranda wake: Tarira hoyo mukadzi muShunemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akaenda akasvika kumunhu waMwari paGomo reKarimeri. Akati achimuona achiri kure, munhu waMwari akati kumuranda wake Gehazi, “Tarisa! Hoyo mukadzi muShunemi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mai ava vakapinda murwendo rwavo vakasvika kumunhu uya waMwari kugomo reKarimero. Munhu waMwari paakaona vachiuya, akati kumushandi wake Gehazi, “Tarisa uone uko, muShunemu uya uyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akaenda, akasvika kumunhu waMwari pagomo reKarimeri. Munhu waMwari wakati achimuona achiri kure, akati kuna Gehazi muranda wake, “Tarira hoyo mukadzi muShunemi.
Shona 2009?
Naizvozvo akaenda, akasvika kumunhu waMwari pagomo reKarimeri. Munhu waMwari wakati achimuona achiri kure, akati kuna Gehazi muranda wake, "Tarira hoyo mukadzi muShunemi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akaenda, akasvika kumunhu waMwari pagomo reKarimeri. Munhu waMwari wakati achimuona achiri kure, akati kuna Gehazi muranda wake, “Tarira hoyo mukadzi muShunemi.