2 Kings 4:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhanya hako ɀino undosoŋgana naye, uti kwaari: Makafara here? Murume wenyu wakafara here? Nomŋana wakafara here? Iye akapindura, akati: Haiwa, takafara heɗu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhanya undosangana naye ugomubvunza kuti, ‘Munofara mose here? Ko, murume wako anofara here? Ko, mwana wako anofara here?’ ” Mukadzi akati, “Zvose zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ibva wamhanyira kundotambira mai avo uvati, ‘Kwakanaka here? Murume wenyu akadii zvake? Ko mwana akadii?’ ” Mai ava vakapindura vachiti, “Kutsvene zvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhanya hako zvino undosangana naye, uti kwaari, ‘Makafara here? Murume wenyu wakafara here? Nomwana wakafara here?’ ” Iye akapindura, akati, “Haiwa, takafara hedu!”
Shona 2009?
Mhanya hako zvino undosangana naye, uti kwaari, `Makafara here? Murume wenyu wakafara here? Nomwana wakafara here?' " Iye akapindura, akati, "Haiwa, takafara hedu!"
Shona SUB 2002 Bible
Mhanya hako zvino undosangana naye, uti kwaari, ‘Makafara here? Murume wenyu wakafara here? Nomwana wakafara here?’ ” Iye akapindura, akati, “Haiwa, takafara hedu!”