2 Kings 4:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo iye akati: Ko ndakakumbira mŋanakomana kunashe waŋgu here? Ko handina‐kuti: Regai kundinyeŋgedzera here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati, “Ndakakukumbirai mwanakomana here, tenzi wangu? Ko, handina kukutaurirai kuti musandinyengedzera here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mai ava vakazoti, “Changamire, ini ndakambokukumbirai mwana mukomana here? Handina here kuti musandinyengedze?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo iye akati, “Ko ndakakumbira mwanakomana kuna ishe wangu here? Ko handina kuti, regai kundinyengedzera here?”
Shona 2009?
Ipapo iye akati, "Ko ndakakumbira mwanakomana kuna ishe wangu here? Ko handina kuti, regai kundinyengedzera here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo iye akati, “Ko ndakakumbira mwanakomana kuna ishe wangu here? Ko handina kuti, regai kundinyengedzera here?”