2 Kings 4:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mai ʋomŋana ʋakati: NaJehova mupenyu, ʋuye nomŋeya wenyu mupenyu, handiŋgakusiyiyi. Akasimuka, akamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mai vomwana vakati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, uye noupenyu hwenyu, handisi kuzokusiyai.” Naizvozvo akasimuka akamutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amai vomwana ndokubva vati, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu nemi muripo kudai kuti handimbokusiyai.” Nokudaro Erisha akasimukawo akabva avatevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mai vomwana vakati, “NaJehovha mupenyu, uye nomweya wenyu mupenyu, handingakusiyiyi.” Akasimuka, akamutevera.
Shona 2009?
Zvino mai vomwana vakati, "NaJehovha mupenyu, uye nomweya wenyu mupenyu, handingakusiyiyi." Akasimuka, akamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mai vomwana vakati, “NaJehovha mupenyu, uye nomweya wenyu mupenyu, handingakusiyiyi.” Akasimuka, akamutevera.