2 Kings 4:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha wakati apinda mumba akawana mŋana akafa, akaradzikwa pamubeda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha paakasvika pamba, akawana mukomana ari pamubhedha akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakapinda Erisha mumba muya akaona mwana uyu akati rabada kufa pamubhedha pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha wakati apinda mumba akawana mwana akafa, akaradzikwa pamubhedha wake.
Shona 2009?
Erisha wakati apinda mumba akawana mwana akafa, akaradzikwa pamubhedha wake.
Shona SUB 2002 Bible
Erisha wakati apinda mumba akawana mwana akafa, akaradzikwa pamubhedha wake.