2 Kings 4:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akadzoka, akafamba‐famba mumba kamŋe, akakwira ɀe, akatsiʋama pamsoro pake; mŋana akahotsira kanomŋe, mŋana ndokuȿinudza meso ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akafuratira, achifamba-famba mukati mekamuri akadzokerazve pamubhedha akatsivamazve pamusoro pake. Mukomana akahotsira kanomwe kose ndokusvinura meso ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akasimuka zvakare akafamba mumba umu achiti endei mberi, dzokei shure. Akakwirapozve, akatsivama pamusoro pake, mwana akahotsira kanomwe, akabva asvinura meso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akadzoka, akafamba-famba mumba kamwe, akakwirazve, akatsivama pamusoro pake; mwana akahotsira kanomwe, mwana ndokusvinudza meso ake.
Shona 2009?
Zvino akadzoka, akafamba-famba mumba kamwe, akakwirazve, akatsivama pamusoro pake; mwana akahotsira kanomwe, mwana ndokusvinudza meso ake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akadzoka, akafamba–famba mumba kamwe, akakwirazve, akatsivama pamusoro pake; mwana akahotsira kanomwe, mwana ndokusvinudza meso ake.