2 Kings 4:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye akapinda, akaɀiwisira patsoka dzake, akakotamira pasi; akasimudza mŋanakomana wake, akaɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akapinda, akazviwisira patsoka dzake akakotamira pasi, akasimuka akatora mwanakomana wake akabuda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo ndokuti bvucha mumakumbo aErisha vakati pasi kota kota. Vakazotakura mwana wavo ndokubva vabuda zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye akapinda, akazviwisira patsoka dzake, akakotamira pasi; akasimudza mwanakomana wake, akabuda.
Shona 2009?
Zvino iye akapinda, akazviwisira patsoka dzake, akakotamira pasi; akasimudza mwanakomana wake, akabuda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye akapinda, akazviwisira patsoka dzake, akakotamira pasi; akasimudza mwanakomana wake, akabuda.