2 Kings 4:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakapakurira ʋanhu kuti ʋadye. Iʋo ʋakati ʋodya ɀokudya, ʋakaɗanidzira, ʋakati: Munhu waMŋari, rufu ruri muhari. Ʋakasagona kuɀidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokudya zvakapakurirwa vanhu, asi pavakatanga kudya vakadanidzira vakati, “Nhai munhu waMwari, mune rufu muhari!” Uye vakatadza kuzvidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapakurira varume ava kuti vadye. Asi pavakangoti idyei usavi uhwu vakadaidzira voti, “Imi munhu waMwari, mupoto umu mune rufu umu.” Saka havana kukwanisa kuhudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakapakurira vanhu kuti vadye. Ivo vakati vodya zvokudya, vakadanidzira, vakati, “Munhu waMwari, rufu ruri muhari.” Vakasagona kuzvidya.
Shona 2009?
Zvino vakapakurira vanhu kuti vadye. Ivo. vakati vodya zvokudya, vakadanidzira, vakati, "Munhu waMwari, rufu ruri muhari." Vakasagona kuzvidya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakapakurira vanhu kuti vadye. Ivo vakati vodya zvokudya, vakadanidzira, vakati, “Munhu waMwari, rufu ruri muhari.” Vakasagona kuzvidya.