2 Kings 4:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iye akati: Ʋuyai noʋupfu. Akabguɗira muhari, akati: Cipakurai henyu, ʋanhu ʋadye. Ɀino kwakaŋga kusinecinhu cakaipa muhari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akati, “Uyai noupfu.” Akahuisa muhari akati, “Ipai vanhu vadye.” Ipapo hapana kuzova nechinokuvadza muhari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akabva ati, “Chiunzai upfu.” Akahuisa mupoto umu ndokuti, “Chipakurirai vanhu vadye zvavo.” Mupoto umu makanga musisina chinokuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye akati, “Uyai noupfu.” Akahudira muhari, akati, “Chipakurai henyu, vanhu vadye.” Zvino kwakanga kusine chinhu chakaipa muhari.
Shona 2009?
Asi iye akati, "Uyai noupfu." Akahudira muhari, akati, "Chipakurai henyu, vanhu vadye." Zvino kwakanga kusine chinhu chakaipa muhari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi iye akati, “Uyai noupfu.” Akahudira muhari, akati, “Chipakurai henyu, vanhu vadye.” Zvino kwakanga kusine chinhu chakaipa muhari.